Numeri 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋokuʋana ʋaJosefa: WokwaEfraimi, Erishama, mŋanakomana waAmihudi; wokwaManase, Gamarieri, mŋanakomana waPedazuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vokuvana vaJosefa: WokwaEfuremu, Erishama, mwanakomana waAmihudhi; wokwaManase, Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru; See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 kubva kuvanakomana vaJosefa: kubva kuna Efuremu, Erishama mwanakomana waAmihudhi; kubva kuna Manase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri; See the chapter |