Online Bible

- Advertisements -

Nehemia 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Makaona nhamo yakaona madzibaba edu muIjipiti mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mukaʋona kutambudzika kwamadziɓaɓa eɗu paEgipita, mukanzwa kucema kwaʋo paGuŋgwa Dɀuku;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mukaona kutambudzika kwamadzibaba edu paIjipiti, mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Makaona nhamo yakaona madzibaba edu muIjipiti mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Makaona nhamo yakaona madzibaba edu muIjipiti mukanzwa kuchema kwavo paGungwa Dzvuku.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Makaona kutambudzika kwamadzitateguru edu muIjipiti; mukanzwa kuchema kwavo paGungwa dzvuku.

See the chapter Copy

Nehemia 9:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements