Nehemia 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pakakwirira paya pevaRevhi, pakanga pakamira ava vanoti: Jeshua naBhani naKadhimieri naShebhaniya naBhuni naSherebhiya naBhani naKenani vakachema vachiita zvokudaidzira kuna Tenzi, Mwari wavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Jeshua, naBani, naKadmieri, naShebania, naBuni, naSherebia, naBani, naKenani ʋakamira pamatanho aʋaRevi, ʋakacema nenzwi guru kunaJehova Mŋari waʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Jeshua, naBhani, naKadhimieri, neShebhania, naBhuni, naSherebhia, naBhani, neKenani vakamira pamatanho avaRevhi, vakachema nezwi guru kuna Jehovha Mwari wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pakakwirira paya pevaRevhi, pakanga pakamira ava vanoti: Jeshua naBhani naKadhimieri naShebhaniya naBhuni naSherebhiya naBhani naKenani vakachema vachiita zvokudaidzira kuna Tenzi, Mwari wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pakakwirira paya pevaRevhi, pakanga pakamira ava vanoti: Jeshua naBhani naKadhimieri naShebhaniya naBhuni naSherebhiya naBhani naKenani vakachema vachiita zvokudaidzira kuna Tenzi, Mwari wavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 VaRevhi vaiti Jeshua, Bhani, Kadhimieri, Shebhania, Bhuni, Sherebhia, Bhani naKenani, vakamira pakakwirira vakadanidzira nenzwi guru kuna Jehovha Mwari wavo. See the chapter |