Nehemia 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kwaiva navamwe vaiti, “Pamwechete navana vedu vakomana navasikana kudai, tawanda isu. Dai tawanawo mbesanwa dzokudya tidyewo tigorarama.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ʋamŋe ʋakati: Isu naʋanakomana ʋeɗu tiri ʋazhinji; ŋgatipiwe ɀiyo, tidye, tirarame. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana vedu tiri vazhinji; ngatipiwe zviyo, tidye, tirarame.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kwaiva navamwe vaiti, “Pamwechete navana vedu vakomana navasikana kudai, tawanda isu. Dai tawanawo mbesanwa dzokudya tidyewo tigorarama.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kwaiva navamwe vaiti, “Pamwechete navana vedu vakomana navasikana kudai, tawanda isu. Dai tawanawo mbesanwa dzokudya tidyewo tigorarama.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana navanasikana vedu tiri vazhinji; kuti tidye uye kuti tigorarama, tinofanira kuwana zviyo.” See the chapter |