Nahumi 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Heko kurira kwetyava! Nokuvhiririka kwemavhiri nokukakatika kwamabhiza, nokunjanjarika kwengoro dzehondo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kurira kwetyaʋa, nomubvumo wokutinhira kwamakumbo eŋgoro, nowokutsika kwamabiza, neŋgoro dzinojata, See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Kurira kwetyava, nomubvumo wokutinhira kwamakumbo engoro, nowokutsika kwamabhiza, nengoro dzinojata, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Heko kurira kwetyava! Nokuvhiririka kwemavhiri nokukakatika kwamabhiza, nokunjanjarika kwengoro dzehondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Heko kurira kwetyava! Nokuvhiririka kwemavhiri nokukakatika kwamabhiza, nokunjanjarika kwengoro dzehondo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kurira kwetyava, utsvikitsviki hwamavhiri, mutsindo wamabhiza nomubvumo wokutinhira kwengoro! See the chapter |