Mupiro 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mosesi akataurira gungano rose achiti, “Zvandava kuita izvi, ndozvakanzi naTenzi zviitwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Mosesi akati kuʋuŋgano: Ndiɀo ɀakarairwa naJehova kuti ɀiitwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Mosesi akati kuungano, “Ndizvo zvakarairwa naJehovha kuti zviitwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mosesi akataurira gungano rose achiti, “Zvandava kuita izvi, ndozvakanzi naTenzi zviitwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mosesi akataurira gungano rose achiti, “Zvandava kuita izvi, ndozvakanzi naTenzi zviitwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mozisi akati kuungano, “Izvi ndizvo zvarayirwa naJehovha kuti zviitwe.” See the chapter |