Mupiro 8:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Musambobuda zvenyu pamusuo wetendhe rokusanganira kwamazuva manomwe, kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera nokuti kugadzwa kwenyu kunotora mumazuva manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Musaɓuɗa pamukoʋa wetente rokusoŋgana mazuʋa manomŋe, kuȿikira mazuʋa okugadza kwenyu apera; nokuti iye ucakugadzai mazuʋa manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Musabuda pamukova wetende rokusangana mazuva manomwe, kusvikira mazuva okugadza kwenyu apera; nokuti iye uchakugadzai mazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Musambobuda zvenyu pamusuo wetendhe rokusanganira kwamazuva manomwe, kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera nokuti kugadzwa kwenyu kunotora mumazuva manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Musambobuda zvenyu pamusuo wetendhe rokusanganira kwamazuva manomwe, kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera nokuti kugadzwa kwenyu kunotora mumazuva manomwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Musabva pamusuo weTende Rokusangana kwamazuva manomwe kusvikira mazuva okugadzwa kwenyu apera, nokuti kugadzwa kwenyu kuchapedza mazuva manomwe. See the chapter |