Mupiro 8:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 akaisa ɀose pamaʋoko aAroni, napamaʋoko aʋanakomana ʋake, akaɀizuŋguzira pamberi paJehova, kuti ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 akaisa zvose pamaoko aAroni, napamaoko avanakomana vake, akazvizunguzira pamberi paJehovha, kuti chive chipiriso chinozunguzirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akaisa zvose mumaoko aAroni neevanakomana vake uye vakazvininira kuna Jehovha sechipiriso chokuninira. See the chapter |