Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mosesi akazounza vanakomana vaAroni akavapfekedza hanzu refu dzinoda kusvika mumabvi, akavasunga midya muchiuno, akavapfekedzawo tunguwani sokutaurirwa kwaakaitwa naTenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo Mosesi akaʋuya naʋanakomana ʋaAroni, akaʋafukidza majasi, akaʋasuŋga ɀiʋuno namabanhire, akaʋaisa ŋgoani, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo Mosesi akauya navanakomana vaAroni, akavafukidza majasi, akavasunga zviuno namabhanhire, akavaisa ngowani, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mosesi akazounza vanakomana vaAroni akavapfekedza hanzu refu dzinoda kusvika mumabvi, akavasunga midya muchiuno, akavapfekedzawo tunguwani sokutaurirwa kwaakaitwa naTenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Mosesi akazounza vanakomana vaAroni akavapfekedza hanzu refu dzinoda kusvika mumabvi, akavasunga midya muchiuno, akavapfekedzawo tunguwani sokutaurirwa kwaakaitwa naTenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo akauya navanakomana vaAroni mberi, akavapfekedza nguo, akavasunga zviuno namabhanhire akavapfekedza nguwani mumusoro sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.

See the chapter Copy

Mupiro 8:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements