Mupiro 7:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nyama yakaɓatana necinhu cisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomŋoto. Asi imŋe nyama mumŋe nomumŋe wakanatswa uŋgaidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Nyama yakabatana nechinhu chisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomoto. “Asi imwe nyama mumwe nomumwe wakanatswa ungaidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “ ‘Nyama inogunzva chisina kucheneswa haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa. Kana iri imwe nyama, munhu wose akacheneswa anogona kuidya. See the chapter |