Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Nyama yechibayiro chomupiro wake wokuwadzana, wokutenda ngaidyiwe zuva rakarero rainenge yapirwa. Ngaarege kusiya nyama yayo kusvikira mangwana.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀake ɀokuyananisa ɀokuʋoŋga naɀo inofanira kudyiwa nomusi waanopa cipo cake; haafaniri kusiya cimŋe caco kuȿikira maŋgwanani.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nyama yechibayiro chezvipiriso zvake zvokuyananisa zvokuvonga nazvo inofanira kudyiwa nomusi waanopa chipo chake; haafaniri kusiya chimwe chacho kusvikira mangwanani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Nyama yechibayiro chomupiro wake wokuwadzana, wokutenda ngaidyiwe zuva rakarero rainenge yapirwa. Ngaarege kusiya nyama yayo kusvikira mangwana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Nyama yechibayiro chomupiro wake wokuwadzana, wokutenda ngaidyiwe zuva rakarero rainenge yapirwa. Ngaarege kusiya nyama yayo kusvikira mangwana.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Nyama yechipiriso chake chokuwadzana chokuvonga inofanira kudyiwa musi wainopiwa. Haafaniri kusiya imwe kusvikira mangwanani.

See the chapter Copy

Mupiro 7:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements