Mupiro 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mupiro wose wose zvawo wembesanwa, ungave zvawo weupfu hwakakanyiwa namafuta kana hwakaoma, ndewevanakomana vose vekwaAroni pasina zvokusarudza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Cipiriso cimŋe necimŋe coʋupfu, cakakanyiwa namafuta, kana cakawoma, cinofanira kupiwa ʋanakomana ʋose ʋaAroni, mumŋe nomumŋe, ʋacienzaniswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Chipiriso chimwe nechimwe choupfu, chakakanyiwa namafuta, kana chakaoma, chinofanira kupiwa vanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, vachienzaniswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mupiro wose wose zvawo wembesanwa, ungave zvawo weupfu hwakakanyiwa namafuta kana hwakaoma, ndewevanakomana vose vekwaAroni pasina zvokusarudza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mupiro wose wose zvawo wembesanwa, ungave zvawo weupfu hwakakanyiwa namafuta kana hwakaoma, ndewevanakomana vose vekwaAroni pasina zvokusarudza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye zvipiriso zvose zvezviyo zvingava zvakasangana namafuta kana zvakaoma, ndezvavanakomana vaAroni, mumwe nomumwe, zvakamuringana. See the chapter |