Mupiro 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mumwe wavo anofanira kunokora chanza chizere choupfu hwekoroni, hwakatsetseka, hwemupiro wembesanwa hwechirango, namafuta ahwo, norusenzi rwose rwuri pamupiro wembesanwa, apise paatari, kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Zino ŋgaatsamure tsama imŋe yake yoʋupfu bgakatsetseka bgecipiriso coʋupfu, namamŋe mafuta aco, neɀinonhuwira ɀose ɀiri pamsoro pecipiriso coʋupfu, aɀipise pamsoro peartari, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka, cokuraŋgaridza caco, kunaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino ngaatsamure tsama imwe yake youpfu, namamwe mafuta acho, nezvinonhuwira zvose zviri pamusoro pechipiriso choupfu, azvipise pamusoro peatari, chive chinonhuwira zvakanaka, chokurangaridza chacho, kuna Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mumwe wavo anofanira kunokora chanza chizere choupfu hwekoroni, hwakatsetseka, hwemupiro wembesanwa hwechirango, namafuta ahwo, norusenzi rwose rwuri pamupiro wembesanwa, apise paatari, kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mumwe wavo anofanira kunokora chanza chizere choupfu hwekoroni, hwakatsetseka, hwemupiro wembesanwa hwechirango, namafuta ahwo, norusenzi rwose rwuri pamupiro wembesanwa, apise paatari, kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Muprista anofanira kutora tsama youpfu hwakatsetseka namafuta, pamwe chete nezvinonhuhwira zvose pachipiriso chezviyo agopisa chikamu chechirangaridzo paaritari sezvinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha. See the chapter |