Mupiro 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Kana kuti munhu abata chinon'oresa munhu chingave chin'orwa chipi nechipi zvacho chin'oresa munhu mukusaziva, paanozongoziva zvaaita anobva ava nemhosva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana akaŋga aɓata ɀisakanaka ɀomunhu, kana ɀiri ɀisakanaka ɀipi neɀipi akaȿiɓiswa naɀo, ɀikasazikanwa naye; kana akazoɀiziʋa, ucaʋa nemhoȿa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 “Kana akanga abata zvisakanaka zvomunhu, kana zviri zvisakanaka zvipi nezvipi akasvibiswa nazvo, zvikasazikanwa naye; kana akazozviziva, achava nemhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Kana kuti munhu abata chinon'oresa munhu chingave chin'orwa chipi nechipi zvacho chin'oresa munhu mukusaziva, paanozongoziva zvaaita anobva ava nemhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Kana kuti munhu abata chinon'oresa munhu chingave chin'orwa chipi nechipi zvacho chin'oresa munhu mukusaziva, paanozongoziva zvaaita anobva ava nemhosva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “ ‘Kana kuti akabata zvisakachena zvavanhu, chinhu chipi zvacho chinoita kuti asava akachena, kunyange asingazvizivi, paanozozviziva, achava nemhosva. See the chapter |