Mupiro 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Ani naani anenge atadza mukusaziva, apara zvakarambidzwa naTenzi apara mhosva, anofanira kutakura mutoro wemhosva yake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana munhu akatadza, akaita cinhu cimŋe ceɀinhu ɀakaŋga ɀarairwa naJehova kuti ɀirege kuitwa; kunyaŋge asina‐kuziʋa, unemhoȿa, mhaka unayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 “Kana munhu akatadza, akaita chinhu chimwe chezvinhu zvakanga zvarairwa naJehovha kuti zvirege kuitwa; kunyange asina kuziva, une mhosva, mhaka unayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Ani naani anenge atadza mukusaziva, apara zvakarambidzwa naTenzi apara mhosva, anofanira kutakura mutoro wemhosva yake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Ani naani anenge atadza mukusaziva, apara zvakarambidzwa naTenzi apara mhosva, anofanira kutakura mutoro wemhosva yake, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Kana munhu akatadza uye akaita zvisingabvumirwi pamirayiro ipi zvayo yaJehovha, kunyange asingazvizivi, ane mhosva uye achava nemhaka. See the chapter |