Mupiro 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kana munhu akatadza, ari capupu akapikirwa kupupura cinhu caakaʋona, kana caanoziʋa, akasaɗudza, ucaʋa nemhoȿa yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 “Kana munhu akatadza, ari chapupu akapikirwa kupupura chinhu chaakaona, kana chaanoziva, akasadudza, achava nemhosva yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “ ‘Kana munhu akatadza nokuti aramba kupa uchapupu iye achinzi ape uchapupu pamusoro pezvaakaona kana zvaakanzwa, achava nemhosva. See the chapter |