Mupiro 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mupiro wake wokuwadzana kuna Tenzi uri wehwai kana mbudzi, hono kana hadzi, ngaive isina chinoshoreka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana cipo cake ceciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa ciri ceɀipfuwo ɀiɗuku, kana uri mukono kana hadzi, ŋgaaʋuye necisinemhoȿa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Kana chipo chake chechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa chiri chezvipfuwo zviduku, kana uri mukono kana hadzi, ngaauye nechisina mhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mupiro wake wokuwadzana kuna Tenzi uri wehwai kana mbudzi, hono kana hadzi, ngaive isina chinoshoreka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana mupiro wake wokuwadzana kuna Tenzi uri wehwai kana mbudzi, hono kana hadzi, ngaive isina chinoshoreka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Kana achipa gwai sechipiriso chokuwadzana kuna Mwari anofanira kupa gono kana gadzi risina kuremara. See the chapter |