Mupiro 27:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi dangwe rechipfuwo chakan'ora rinofanira kudzikinurwa. Ngaaridzikinure nomutengo waunenge watema. Ngaaubvise achiwedzera mukumi maviri pazana roga roga rawo. Kana dangwe iroro rechipfuwo risina kudzikinurwa, ngaritengeswe nomutengo waunenge watema. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana ciri cipfuwo cisina‐kunaka, unofanira kucidzikinura seɀawakacitarira iwe, aciwedzera ʋo ceshanu caco; kana cisiŋgadzikinurwi, cinofanira kuteŋgeswa seɀawakacitarira iwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Kana chiri chipfuwo chisina kunaka, unofanira kuchidzikinura sezvawakachitarira iwe, achiwedzerawo cheshanu chacho; kana chisingadzikunurwi, chinofanira kutengeswa sezvawakachitarira iwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi dangwe rechipfuwo chakan'ora rinofanira kudzikinurwa. Ngaaridzikinure nomutengo waunenge watema. Ngaaubvise achiwedzera mukumi maviri pazana roga roga rawo. Kana dangwe iroro rechipfuwo risina kudzikinurwa, ngaritengeswe nomutengo waunenge watema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Asi dangwe rechipfuwo chakan'ora rinofanira kudzikinurwa. Ngaaridzikinure nomutengo waunenge watema. Ngaaubvise achiwedzera mukumi maviri pazana roga roga rawo. Kana dangwe iroro rechipfuwo risina kudzikinurwa, ngaritengeswe nomutengo waunenge watema. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Kana iri imwe yemhuka dzisina kuchena, anogona kuidzikinura nomutengo wayo wakatarwa, achipamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wayo. Kana isina kudzikinurwa, inofanira kutengeswa nomutengo wayo wakatarwa. See the chapter |