Mupiro 27:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana munhu wakatsaura munda wake aciɗa kuudzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu cemari yawakamutarira, ugoʋa wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Kana munhu wakatsaura munda wake achida kuudzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakamutarira, ugova wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Munhu anenge aturira Mwari munda wake, kana oda kuudzikinura ngaabvise mutengo wawo achiwedzera makumi maviri pazana roga roga ucharamba uri wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kana murume anokumikidza munda achida kuudzikinura, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wacho, uye munda uchava wake zvakare. See the chapter |