Mupiro 27:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana iye wakaita imba yake tȿene aciɗa kuidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu cemari yawakatara iwe, ipapo icaʋa yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Kana iye wakaita imba yake tsvene achida kuidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakatara iwe, ipapo ichava yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana murume anokumikidza imba yake akaidzikinura, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu zvomutengo wayo. Uye imba ichava yake zvakare. See the chapter |