Mupiro 27:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino kana aciɗa kucidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu caco pakutara kwako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino kana achida kuchidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chacho pakutara kwako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana muridzi wacho ada kuchinunura ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga rawo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kana muridzi achida kudzikinura mhuka iyi, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wayo. See the chapter |