Mupiro 26:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 neni ʋo ndakaʋaramba, ndikaʋaisa kunyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo; ɀino kana mŋoyo yaʋo isina‐kudziŋgiswa ikaɀininipisa, ʋakatenda kurobga pamsoro peɀiʋi ɀaʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 neniwo ndakavaramba, ndikavaisa kunyika yavavengi vavo; zvino kana mwoyo yavo isina kudzingiswa ikazvininipisa, vakatenda kurohwa pamusoro pezvivi zvavo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 zvokuti ini ndakazovapandukirawo, ndikavaendesa kunyika yevavengi vavo, kana vakapindura mwoyo yavo youmhandupandu, vakagamuchira chirango, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 zvakaita kuti ndivarwise kusvikira ndavaendesa kunyika yavavengi vavo, ipapo kana mwoyo yavo isina kudzingiswa yaninipiswa, varipira zvivi zvavo, See the chapter |