Mupiro 26:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋacaɀireʋurura ɀiʋi ɀaʋo neɀiʋi ɀamadziɓaɓa aʋo, nokuɗarika kwaʋakaɗarika nako kwandiri, ʋuye ɀaʋakandiramba, See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vachazvireurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, nokudarika kwavakadarika nako kwandiri, uye zvavakandiramba, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 “ ‘Asi kana vakareurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, kundimukira kwavo noruvengo rwavo kwandiri, See the chapter |