Mupiro 26:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋacawirana saʋanhu ʋanowa pamberi pomunondo, kusinomunhu unoʋadziŋga; hamuŋgaʋi nesimba rokumira pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Vachawirana savanhu vanowa pamberi pomunondo, kusina munhu anovadzinga; hamungavi nesimba rokumira pamberi pavavengi venyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vachabonderana sokunge vanotiza munondo, kunyange pasina anovadzinganisa. Saka hamuzogoni kumira pamberi pavavengi venyu. See the chapter |