Mupiro 26:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Paŋguʋa yose yokuparadzwa kwayo icazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamasaɓata enyu, paŋguʋa yamakagara’mo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Panguva yose yokuparadzwa kwayo ichazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamaSabata enyu, panguva yamakagaramo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Panguva yose yokuparadzwa kwayo nyika ichava nezororo rayakashayiwa pamasabata panguva yamakararama mairi. See the chapter |