Mupiro 26:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino nyika icafarira masaɓata ayo, paŋguʋa yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yaʋaʋeŋgi ʋenyu; paŋguʋa iyo nyika icazorora, icifarira masaɓata ayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Zvino nyika ichafarira maSabata ayo, panguva yokuparadzwa kwayo, imi muri munyika yavavengi venyu; panguva iyo nyika ichazorora, ichifarira maSabata ayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Nyika yenyu ichafarawo kuwana zororo remaSabata, mazuva ose aichange isina vanhu. Imi muri kunyika yavavengi venyu, nyika ndopaichawanawo zororo ichifanirawo kuva namaSabata ayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo nyika ichafarira makore ayo esabata panguva yose yokuparadzwa kwayo pamunenge muri munyika yavavengi venyu; ipapo nyika ichazorora igofadzwa namasabata ayo. See the chapter |