Mupiro 26:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ndicakurashanyai pakati paʋahedeni, nokuvomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu icaʋa renje, maguta enyu acaʋa matoŋgo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Ndichakurashanyai pakati pavahedheni, nokuvhomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu ichava renje, maguta enyu achava matongo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ndichakuparadzirai pakati pendudzi uye ndichabudisa munondo wangu ndigokudzingirirai. Nyika yenyu ichaparara, uye maguta enyu achava matongo. See the chapter |