Mupiro 26:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mucadya nyama yaʋanakomana ʋenyu, nenyama yaʋanasikana ʋenyu mucaidya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Muchadya nyama yavanakomana venyu, nenyama yavanasikana venyu muchaidya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Muchadya vana venyu vakomana navasikana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Muchadya nyama yavanakomana venyu nenyama yavanasikana venyu. See the chapter |