Mupiro 26:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana izvozvi zvikatadza kuita kuti munditeerere, muchiramba muchingopikisana neni, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino kana musiŋgaɗi naiɀoɀo ɀose kunditerera, asi mucindiramba, See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 “Zvino kana musingadi naizvozvo zvose kunditeerera, asi muchindiramba, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Kana izvozvi zvikatadza kuita kuti munditeerere, muchiramba muchingopikisana neni, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Kana izvozvi zvikatadza kuita kuti munditeerere, muchiramba muchingopikisana neni, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “ ‘Mushure maizvozvi, mukaramba musinganditeereri asi mukaramba muchienderera mberi nokundirwisa, See the chapter |