Mupiro 26:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndichatupfunura zvikara zvesango zvigoonana nemi, zvichakuurayirai vana venyu, zvichaparadzawo zvipfuwo zvenyu. Zvichakusiyai mava vashomanana, nzira dzenyu dzisisina anofamba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndicatuma ɀikara ɀesaŋgo pakati penyu, ɀicakupedzerai ʋana ʋenyu, nokuparadza ɀipfuwo ɀenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzicashaiwa ʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Ndichatuma zvikara zvesango pakati penyu, zvichakupedzerai vana venyu, nokuparadza zvipfuwo zvenyu, nokukutapudzai; nzira dzenyu dzichashaiwa vanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndichatupfunura zvikara zvesango zvigoonana nemi, zvichakuurayirai vana venyu, zvichaparadzawo zvipfuwo zvenyu. Zvichakusiyai mava vashomanana, nzira dzenyu dzisisina anofamba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ndichatupfunura zvikara zvesango zvigoonana nemi, zvichakuurayirai vana venyu, zvichaparadzawo zvipfuwo zvenyu. Zvichakusiyai mava vashomanana, nzira dzenyu dzisisina anofamba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ndichatuma zvikara zvesango kuti zvizokurwisai, uye zvichakutorerai vana venyu, zvigoparadza mombe dzenyu zvigokuitai vashoma zvokuti nzira dzenyu dzichasara dzisina vanhu. See the chapter |