Mupiro 25:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 neɀeɀipfuwo ɀako, neɀemhuka dziri munyika yako; ɀiɓereko ɀaɀo ɀose ɀinofanira kuʋa ɀokudya ɀaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 nezvezvipfuwo zvako, nezvemhuka dziri munyika yako; zvibereko zvazvo zvose zvinofanira kuva zvokudya zvazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 pamwe chete nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzesango dziri munyika yenyu. Zvibereko zvose zvomunyika zvingadyiwa. See the chapter |