Mupiro 25:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 angave sekuru wake kana babamukuru kana babamudiki wake, kana kuti mukoma kana munun'una wake, kana imwe hama yake yomudzinza rokwake. Dai kuri kuti iye apfumawo anogona kuzvidzikinura pachake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 kana ɓaɓamunini ʋake, kana mŋanakomana waɓaɓamunini ʋake, uŋgamudzikinura, kana aninani ʋehama dzake dzomumba make uŋgamudzikinura; kana iye akazoʋa mufumi, uŋgaɀidzikinura amene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 kana babamunini vake, kana mwanakomana wababamunini vake, ungamudzikinura, kana ani naani vehama dzake dzomumba make ungamudzikinura; kana iye akazova mupfumi, ungazvidzikinura amene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 angave sekuru wake kana babamukuru kana babamudiki wake, kana kuti mukoma kana munun'una wake, kana imwe hama yake yomudzinza rokwake. Dai kuri kuti iye apfumawo anogona kuzvidzikinura pachake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 angave sekuru wake kana babamukuru kana babamudiki wake, kana kuti mukoma kana munun'una wake, kana imwe hama yake yomudzinza rokwake. Dai kuri kuti iye apfumawo anogona kuzvidzikinura pachake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Babamunini vake kana mwanakomana wababamunini vake, kana hama yake yapedyo worudzi rwake angamudzikinura. See the chapter |