Mupiro 25:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vanogona kuva nhaka yamunosiyira vana venyu ichiva yavo nokusingaperi. Mungavaite zvenyu varanda venyu, asi vamwe venyu vaIsiraeri musavabate zvakaipa muchivaitira zvehasha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Muʋaite nhaka yaʋana ʋenyu ʋanokuteʋerai, kuti ʋaʋe ʋaʋo; munofanira kutora ʋasuŋgwa ʋenyu kwaʋari nokusiŋgaperi; asi kana dziri hama dzenyu, ʋana ʋaIsraeri, mumŋe ŋgaarege kuɓata mumŋe nehasha. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Muvaite nhaka yavana venyu vanokuteverai, kuti vave vavo; munofanira kutora vasungwa venyu kwavari nokuvana vaIsiraeri, mumwe ngaarege kubata mumwe nehasha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vanogona kuva nhaka yamunosiyira vana venyu ichiva yavo nokusingaperi. Mungavaite zvenyu varanda venyu, asi vamwe venyu vaIsiraeri musavabate zvakaipa muchivaitira zvehasha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Vanogona kuva nhaka yamunosiyira vana venyu ichiva yavo nokusingaperi. Mungavaite zvenyu varanda venyu, asi vamwe venyu vaIsiraeri musavabate zvakaipa muchivaitira zvehasha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Munogona kuvaita nhaka yavana venyu uye kuvaita nhapwa kweupenyu hwavo hwose, asi hamufaniri kutonga vamwe vaIsraeri zvakaomarara. See the chapter |