Mupiro 25:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ini Tenzi ndinodaro, ndini Mwari wenyu ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuzokupai nyika yeKanani kuti ndive Mwari wenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakuɓuɗisai munyika yeEgipita, kuti ndikupei nyika yeKanani, ndiʋe Mŋari wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakubudisai munyika yeIjipiti, kuti ndikupei nyika yeKanani, ndive Mwari wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ini Tenzi ndinodaro, ndini Mwari wenyu ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuzokupai nyika yeKanani kuti ndive Mwari wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ini Tenzi ndinodaro, ndini Mwari wenyu ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuzokupai nyika yeKanani kuti ndive Mwari wenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ndini Jehovha Mwari wenyu akakubudisai kubva muIjipiti kuti ndikupei nyika yeKenani uye kuti ndive Mwari wenyu. See the chapter |