Online Bible

- Advertisements -




Mupiro 25:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Usareve imwe mari yokuwedzera pamusoro peyawakamukweretesa, asi itya Mwari wako urege mumwe wako muIsiraeri agare zvake newe.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Usatora mhindu yemari kwaari kana yeɀiɓereko kwaari, asi unofanira kutya Mŋari wako, kuti hama yako igare newe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Usatora mhindu yemari kwaari kana yezvibereko kwaari, asi unofanira kutya Mwari wako, kuti hama yako igare newe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Usareve imwe mari yokuwedzera pamusoro peyawakamukweretesa, asi itya Mwari wako urege mumwe wako muIsiraeri agare zvake newe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Usareve imwe mari yokuwedzera pamusoro peyawakamukweretesa, asi itya Mwari wako urege mumwe wako muIsiraeri agare zvake newe.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Musatora mhindu yemhando ipi zvayo kubva kwaari, asi ityai Mwari wenyu kuitira kuti hama yenyu irambe ichigara pakati penyu.

See the chapter Copy




Mupiro 25:36

Follow us:

Advertisements


Advertisements