Mupiro 25:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana munhu akashaiwa unoɀidzikinura, akazoʋa mufumi, akawana ɀinoriŋgana kuɀidzikinura; See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Kana munhu akashaiwa unozvidzikinura, akazova mupfumi, akawana zvinoringana kuzvidzikinura; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kana munhu asina hama yomumba yokudzikinura munda wake, asi iye ozopfuma zvokuti anowana mari yokuudzikinura nayo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Zvisinei, kana munhu ashaya angamudzikinurira zvinhu izvi, asi iye akazobudirira akawana nzira dzakakwana dzokuzvidzikinura, See the chapter |