Mupiro 25:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nyika haifaniri kuteŋgeswa cose nokusiŋgaperi, nokuti nyika ndeyaŋgu; nokuti muri ʋaeni naʋatorwa kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 “Nyika haifaniri kutengeswa chose nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu; nokuti muri vaeni navatorwa kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Nyika haitengeserwe munhu zvachose nokuti nyika ndeyangu, imi muri vaenzi pairi vandinotombopawo zvangu pokugara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Munda haufaniri kutengeswa nokusingaperi, nokuti nyika ndeyangu uye imi muri vatorwa navaeni kwandiri. See the chapter |