Mupiro 25:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana munhu otenga munda womumwe, ngapaverengwe makore apfuura kubvira pagore rehwamanda, munda ngautengeswe pachiverengiwa makore okurima asara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Uteŋge kunowokwako ucienzanisa namakore kubva pagore rejuberi, naiye unofanira kukuteŋgesera acienzanisa namakore akasara okukohwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Utenge kuno wokwako uchienzanisa namakore kubva pagore rejubheri, naiye unofanira kukutengesera achienzanisa namakore akasara okukohwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana munhu otenga munda womumwe, ngapaverengwe makore apfuura kubvira pagore rehwamanda, munda ngautengeswe pachiverengiwa makore okurima asara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana munhu otenga munda womumwe, ngapaverengwe makore apfuura kubvira pagore rehwamanda, munda ngautengeswe pachiverengiwa makore okurima asara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Munofanira kutenga kubva kuvagari venyika yenyu zvichienderana nouwandu hwamakore kubva pagore reJubhiri. Uye iye anofanira kutengesa zvichienderana nouwandu hwamakore asara okukohwa zvirimwa. See the chapter |