Mupiro 25:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino kana uciteŋgesera wokwako cinhu, kana kuteŋga cinhu kwaari, musamanikidzana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino kana uchitengesera wokwako chinhu, kana kutenga chinhu kwaari, musamanikidzana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana muchitengeserana kana kutengerana, vaIsiraeri pachenyu, musabiridzirane. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Kana mukatengesa munda kuno mumwe womunyika menyu kana kutenga kwaari, musabiridzirana. See the chapter |