Mupiro 25:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Gore rechimakumi mashanu kwamuri, igore rokupemberera Jubhiri iroro, mugore iro regai kurima minda yenyu, kana kukohwa zvemahoko kana kutanha magirepisi pamigirepisi yamusina kupemhena iya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Gore irero ramakumi mashanu rinofanira kuʋa rejuberi kwamuri; musadɀara, ʋuye musakohwa naro magoko, ʋuye musatanha naro mazambiriŋga emizambiriŋga isina‐kugurirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Gore irero ramakumi mashanu rinofanira kuva rejubheri kwamuri; kusadyara, uye musakohwa naro magoko, uye musatanha naro mazambiringa emizambiringa isina kugurirwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Gore rechimakumi mashanu kwamuri, igore rokupemberera Jubhiri iroro, mugore iro regai kurima minda yenyu, kana kukohwa zvemahoko kana kutanha magirepisi pamigirepisi yamusina kupemhena iya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Gore rechimakumi mashanu kwamuri, igore rokupemberera Jubhiri iroro, mugore iro regai kurima minda yenyu, kana kukohwa zvemahoko kana kutanha magirepisi pamigirepisi yamusina kupemhena iya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Gore ramakumi mashanu richava gore reJubhiri kwamuri. Musadyara uye musakohwa mazambiringa amagoko. See the chapter |