Mupiro 24:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana munhu akamanikidza wokwake, seɀaakaita iye, unofanira kuitirwa ʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 “Kana munhu akamanikidza wokwake, sezvaakaita iye, anofanira kuitirwawo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Kana munhu akakuvadza mumwe ngaakuvadzwewo sokukuvadza kwaakaita mumwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kana munhu akakuvadza muvakidzani wake, zvose zvaaita zvinofanira kuitwa kwaari. See the chapter |