Online Bible

- Advertisements -




Mupiro 24:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino iwe utaure naʋana ʋaIsraeri, uti: Aninani unotuka Mŋari wake unofanira kurobga pamsoro peɀiʋi ɀake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino iwe utaure navana vaIsiraeri, uti, ‘Ani naani anotuka Mwari wake anofanira kurohwa pamusoro pezvivi zvake.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Iwe ibva waudza vaIsiraeri kuti ani naani anonyomba Mwari anozviparira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Uti kuvaIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatuka Mwari wake achava nemhosva;

See the chapter Copy




Mupiro 24:15

Follow us:

Advertisements


Advertisements