Mupiro 23:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndiyo mitambo yaJehova yakatarwa, ndidzo ʋuŋgano tȿene, dzamunofanira kuparidzira neŋguʋa dzakatarwa: See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 “Ndiyo mitambo yaJehovha yakatarwa, ndidzo ungano tsvene, dzamunofanira kuparidzira nenguva dzakatarwa: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Aya ndiwo mazuva makuru akasarudzwa naTenzi nemisangano mitsvene yezvokunamata amunofanira kuudza vanhu kana nguva yawo yasvika.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “ ‘Iyi ndiyo mitambo yakatarwa yaJehovha, ungano tsvene dzamunodaidzira panguva dzakatarwa. See the chapter |