Mupiro 23:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Musambodya zvenyu chingwa kana mbesanwa dzakakangwa kana kudya zvomumunda zvinyoro, kusvikira pazuva rakarero kusvikira matounza mupiro waTenzi iwoyu. Murao iwoyu uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose kwose kwose kwamunenge mugere narini wose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Musadya ciŋgwa, kana ɀiyo ɀakakaŋgiwa, kana hura itȿa, kuȿikira pamusi iwoyo, kuȿikira maʋuya necipo caMŋari wenyu; ndiwo mutemo usiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose padzimba dzenyu dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Musadya chingwa, kana zviyo zvakakangiwa, kana hura itsva, kusvikira pamusi iwoyo, kusvikira mauya nechipo chaMwari wenyu; ndiwo mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose padzimba dzenyu dzose.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Musambodya zvenyu chingwa kana mbesanwa dzakakangwa kana kudya zvomumunda zvinyoro, kusvikira pazuva rakarero kusvikira matounza mupiro waTenzi iwoyu. Murao iwoyu uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose kwose kwose kwamunenge mugere narini wose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Musambodya zvenyu chingwa kana mbesanwa dzakakangwa kana kudya zvomumunda zvinyoro, kusvikira pazuva rakarero kusvikira matounza mupiro waTenzi iwoyu. Murao iwoyu uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose kwose kwose kwamunenge mugere narini wose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Hamufaniri kudya chingwa chipi zvacho, kana zviyo zvakakangwa, kana zviyo zvitsva, kusvikira zuva chairo ramunouya nechipiriso ichi kuna Mwari wenyu. Uyu unofanira kuva murayiro unogara nokusingaperi kuzvizvarwa zvichatevera, kwose kwamuchagara. See the chapter |