Mupiro 23:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana masvika kunyika yandiri kukupai mukakohwa mbesa dzayo torai chisumbu chembesa dzamunotanga kukohwa mupe mupristi.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana muciȿika munyika yandicakupai, mukakohwa ɀiyo ɀayo, munofanira kuʋuya necisote ceɀitȿa ɀokukohwa kwenyu kumuprista, See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana muchisvika munyika yandichakupai, mukakohwa zviyo zvayo, munofanira kuuya nechisote chezvitsva zvokukohwa kwenyu kumupristi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana masvika kunyika yandiri kukupai mukakohwa mbesa dzayo torai chisumbu chembesa dzamunotanga kukohwa mupe mupristi.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana masvika kunyika yandiri kukupai mukakohwa mbesa dzayo torai chisumbu chembesa dzamunotanga kukohwa mupe mupristi.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, mukakohwa gohwo rayo, uyai kumuprista nechisote chezviyo zvamunotanga kukohwa. See the chapter |