Mupiro 22:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Saka ngavateerere mirao yangu nokuti vangadaro vakaita chitadzo chokuizvidza, vakafa. Ini Tenzi, ndini ndinovaita kuti vave vatsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Naiɀoɀo ʋanofanira kuceŋgeta ɀandakaraira, kuti ʋarege kuʋa neɀiʋi nokuɗa kwaɀo, ʋafe naɀo, kana ʋaɀishatsa; ndini Jehova, ndinoʋatsaura. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Naizvozvo vanofanira kuchengeta zvandakaraira, kuti varege kuva nezvivi nokuda kwazvo, vafe nazvo, kana vazvishatsa; ndini Jehovha, ndinovatsaura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Saka ngavateerere mirao yangu nokuti vangadaro vakaita chitadzo chokuizvidza, vakafa. Ini Tenzi, ndini ndinovaita kuti vave vatsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Saka ngavateerere mirao yangu nokuti vangadaro vakaita chitadzo chokuizvidza, vakafa. Ini Tenzi, ndini ndinovaita kuti vave vatsvene. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Vaprista vanofanira kuchengeta zvandakarayira kuitira kuti vasava nemhosva uye vakazofa nokuda kwokuti vashora zvandakarayira. Ndini Jehovha anovaita vatsvene. See the chapter |