Mupiro 22:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ŋgaarege kudya cinhu cakafa coga, kana cakaʋurawa neɀikara, kuti aɀiȿiɓise naɀo; ndini Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ngaarege kudya chinhu chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, kuti azvisvibise nazvo; ndini Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Haafaniri kudya chimwe chinhu chinowanikwa chakafa kana kuti chabvamburwa nemhuka dzesango, akazosvibiswa nayo. Ndini Jehovha. See the chapter |