Mupiro 22:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana zuva radoka achava munhu akachenurwa, ndopaachazodya zvake zvinhu zvinoera nokuti ndiko kudya kwake ikoko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana zuʋa raʋira ucaʋa wakanaka; pashure uŋgadya hake ɀinhu ɀitȿene, nokuti ndiɀo ɀokudya ɀake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kana zuva ravira uchava wakanaka; pashure ungadya hake zvinhu zvitsvene; nokuti ndizvo zvokudya zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana zuva radoka achava munhu akachenurwa, ndopaachazodya zvake zvinhu zvinoera nokuti ndiko kudya kwake ikoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana zuva radoka achava munhu akachenurwa, ndopaachazodya zvake zvinhu zvinoera nokuti ndiko kudya kwake ikoko. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana zuva rovira, achava akachena, uye mushure maizvozvo angadya zvipiriso zvitsvene, nokuti ndizvo zvokudya zvake. See the chapter |