Mupiro 22:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 ndiniwo ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Tenzi ndinodaro.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ndakakuɓuɗisai panyika yeEgipita, kuti ndiʋe Mŋari wenyu; ndini Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 ndakakubudisai panyika yeIjipiti, kuti ndive Mwari wenyu; ndini Jehovha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 ndiniwo ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Tenzi ndinodaro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 ndiniwo ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Tenzi ndinodaro.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 uye akakubudisai kubva muIjipiti kuti ndive Mwari wenyu. Ndini Jehovha.” See the chapter |