Mupiro 22:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Kana iri mhou kana nhunɀi, musaɀiʋuraya pamusi mumŋe naʋana ʋaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Kana iri mhou kana nhunzvi, musazviuraya pamusi mumwe navana vazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Musapire chipfuwo nemwana wacho pazuva rimwechete, mhou nemhuru yayo kana hwayana naamai vayo kana mbudzana naamai vayo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Musauraya mombe nomwana wayo kana gwai nomwana waro musi mumwe chete. See the chapter |